Zvibatsiro Zvekudzidza
Kufunga


Kufunga

Mazano, zivo, nemifananidzo zviri mundangariro memunhu. Simba rekufunga chipo chinobva kuna Mwari, nekusununguka kusarudza mashandisiro atinoita simba redu rekufunga. Nzira yatinofunga nayo inovenechekuita zvikuru matarisiro nehunhu pamwechete nemamiriro edu, nezvatinenge tiri mushure meupenyu huno. Pfungwa dzakarurama dzinotungamira kuruponeso; pfungwa dzakaipa dzinotungamira kunoraswa.