Zvibatsiro Zvekudzidza
Kupinduka


Kupinduka

Kushandura zvaunotenda, mwoyo, neupenyu kugashira nokubvuma chido chaMwari (Mabasa 3:19).

Rupinduko rwunosanganisa kutora pfungwa yekuregera nzira dzakare uchiziva uye woshanduka kuve mudzidzi waKristu. Rutendeuko, rubhabhatidzo rwekuregererwa kwezvitadzo, kutambira kweMweya Mutsvene nekugadzwa maoko, uye kuramba paine rutendo muna Ishe Jesu Kristu zvinoita kuti kupinduka kukwane. Munhu wenyama anopindurwa kuve munhu mutsva akacheneswa uye mutsvene, aberekwa patsva muna Kristu Jesu (Ⅱ VaKori. 5:17; Mosaya 3:19).