Zvibatsiro Zvekudzidza
Kuregererwa kweZvitadzo


Kuregererwa kweZvitadzo

Kuregererwa mukuita zvinhu zvakaipa kana uchinge uri watendeuka. Kuregererwa kwezvitadzo kunokwanisika kuti kuvepo kuburikidza nerununuro rwaJesu Kristu. Munhu anowana kuregererwa kwezvitadzo zvake kana aine rutendo munaKristu, atendeuka muzvitema zvake, agashira zvisungo zverubhabhatidzo nekuiswa maoko pamusoro kuti agopiwa chipo cheMweya Mutsvene, achiteerera mirairo yaMwari (Mis. yeCh. 1:3–4).