Zvibatsiro Zvekudzidza
Zoramu


Zoramu

MuBhuku raMormoni, muranda waRabhani akabatana naNifai naRihai kuuya kunyika yechivimbiso (1 Ni. 4:31–38). Pamusana pekuvimbika kwaZoramu, Rihai akamuropafadza pamwechete nevanakomana vaiye Rihai (2 Ni. 1:30–32). Zvizvarwa zvake zvaizivikanwa semaZoramu (Jak. 1:13).