Zvibatsiro Zvekudzidza
Kupakutenda


Kupakutenda

Kutenda kwemaropafadzo anogashirwa kubva kunaMwari. Kurakidza kutenda kunofadza Mwari, nekunamata kwechokwadi kunosanganisa kumutenda. Takafanira kupa kutenda kuna Ishe pamusoro pezvinhu zvose.