Zvibatsiro Zvekudzidza
Sawi


Sawi

Uswa kana sora rinouraya rakafanana kutarisika kwaro negorosi. Harikwaniswe kuzivikanwa kuti harizi gorosi kudakara ratokura (Mat. 13:24–30; D&Z 86:1–7).