Zvibatsiro Zvekudzidza
Muti wemuOrivhi


Muti wemuOrivhi

Muti wakawanda muIsraeri uri chinhu chakakosha mukurima munyika dzeBhaibheri. Unorimirwa kuve mapuranga, muchero, nemafuta. Muti wemuorivhi unoshandiswa kazhinji mumagwaro matsvene kufananidza imba yaIsraeri.