Zvibatsiro Zvekudzidza
Muvhangeri


Muvhangeri

Uyo anotaura kana kuparidza nhau dzakanaka dzevhangeri raJesu Kristu. Joseph Smith akadzidzisa kuti muvhangeri mupatiriyaki. Mapatiriyaki anodaidzwa uye agogadzwa pasi pekutungamira kweVaapositori vaneGumi neVaviri kuti vazopa maropafadzo anonzi maropafadzo ehupatiriyaki.