Zvibatsiro Zvekudzidza
Kurapa


Kurapa

Kuitisa nani kana kuva mutano zvakare, zvose pamuviri nemumweya. Magwaro matsvene ane mienzaniso yakawanda yekurapa kunoshamisa kwaIshe nevaranda vavo.