Zvibatsiro Zvekudzidza
Muviri


Muviri

Muviri unofa wenyama nemapfupa wakasikwa nemufananidzo waMwari, uyo wakabatanidzwa nemweya kuti zviite munhu mupenyu. Miviri yevarume vose nevakadzi ichabatanidzwa zvakare nokusingaperi nemweya yavo mukumuka kuvakafa. Magwaro matsvene dzimwe nguva anotaura nezvemuviri nemweya zvabatanidzwa pamwechete semweya (Gen. 2:7; D&Z 88:15; Mos. 3:7, 9, 19; Abr. 5:7).