Zvibatsiro Zvekudzidza
Hasha


Hasha

Hasha kuratidza kushatirwa. Ishe akayambira Vatendi vake kuti vadzore hasha dzavo (Mat. 5:22). Hapana mubereki kana mwana anofanirwa kushungurudza vamwe mumhuri. Mumagwaro matsvene, hasha dzinowanzo fananidzwa nechimiro chemoto (2 Ni. 15:25; D&Z 1:13).