Zvibatsiro Zvekudzidza
Kutunhwa


Kutunhwa

Kutungamirwa kutsvene kunopihwa munhu naMwari. Kutunhwa kazhinji kunouya neMweya nenzira dzakasiyana siyana kupfungwa kana mwoyo wemunhu.