Zvibatsiro Zvekudzidza
Sauro, Mambo weIsraeri


Sauro, Mambo weIsraeri

MuTestamente yaKare, mambo wekutanga weIsraeri isati yapatsanurwa. Kana dai zvazvo aive akarurama pakutanga kwekutonga kwake, nekufamba kwenguva akazadzwa nekuzvikudza nekusateerera Mwari (Ⅰ Sam. 9–31).