Zvibatsiro Zvekudzidza
Debora


Debora

MuTestamente yaKare, muporofitakadzi akatonga Israeri uye akakuridzira Baraki kuti arwisane nemaKanani (Vatongi 4). Rwiyo rwaDebora naBaraki rwakapemberera kubviswa kweIsraeri kubva muusungwa (Vatongi 5).