Zvibatsiro Zvekudzidza
Kuberekwa naMwari, Kuberekwa Patsva


Kuberekwa naMwari, Kuberekwa Patsva

Kuve neMweya waIshe uchiita kuti munhu apinduke zvikuru kwazvo mumwoyo zvekuti haachisina kana shungu yekuita zvakaipa, asi angatoda kuita nekutsvaga zvinhu zvaMwari.