Zvibatsiro Zvekudzidza
Rurimi


Rurimi

Rupawo rwekutaura. Vatendi vanofanira kubata rwurimi rwavo kana miromo yavo, zvichireva kuti vakafanira kudzora kutaura kwavo. Rurimi rwunotaurawo ndimi nevanhu. Nekufamba kwenguva, rose ibvi richapfugama rwose rwurimi rwugoreurura kuna Mwari (Isa. 45:23; VaR. 14:11).