Zvibatsiro Zvekudzidza
Judasi Iskarioti


Judasi Iskarioti

Mumwe weVaapositori vaneGumi neVaviri vaJesu Kristu ari muTestamente Itsva (Mat. 10:4; Marko 14:10; Joh. 6:71; 12:4). Zita rake rekupedzisira raireva kuti “murume weKerioti.” Akanga ari anobva kurudzi rwaJuda uye ari iye chete Muapositori akanga asiri muGarirea. Judasi akatengesa Ishe.