Zvibatsiro Zvekudzidza
Akasarudza, Akasarudzwa


Akasarudza, Akasarudzwa

Kana Ishe vachitsara, kana vachisarudza, munhu kana chikwata, vanowanzo vadaidzawo kuti vashande. Avo vakasarudzwa naMwari kuiitira mabasa anokosha.