Pupura Onawo Uchapupu Kupupura nesimba reMweya Mutsvene; kuzvivisa zvinekuremekedza chokwadi zvakamira paruzivo kana kutenda kwako. Munyaradzi achapupura pamusoro pangu, Joh. 15:26. Akatiudza kuti tiparidze nekupupura, Mabasa 10:42. Vapupuri vatatu vachapupura kuchokwadi, 2 Ni. 27:12. Simba reMweya Mutsvene richa zvitakura nevana vevanhu, 2 Ni. 33:1. Magwaro Matsvene anopupura nezvaKristu, Jak. 7:10–11 (Joh. 5:39). Ndinopupura kwamuri kuti ndinoziva kuti zvinhu izvi zvandakataura ndezvechokwadi, Aru. 5:45 (Aru. 34:8). Muchazvipupura nezvazvo nesimba raMwari, D&Z 17:3–5. Icho chapupurwa kwamuri neMweya, makafanira kuchiita, D&Z 46:7. Ndakakutumirai kunze kuti munopupura nekuyambira, D&Z 88:81.