Zvibatsiro Zvekudzidza
Zvenyama


Zvenyama

Chimwe chinhu chisiri chemweya; chaizvo-izvo izwi rinogona kushandiswa kureva upenyu kana zvinopfuura (D&Z 67:10) kana zvenyika, zvenyama, nezvinofadza nyama (Mosaya 16:10–12).