Zvibatsiro Zvekudzidza
Gadza, Mutemo weruGadzo


Gadza, Mutemo weruGadzo

Kugadza, kuita mutsvene, kana kuve akarurama. Mutemo wekugadza musimboti mutsvene apo varume nevakadzi vanozvipa kuisa nguva yavo, zvipo, neupfumi hwavo hwenyika mukumisa nekuvaka Umambo hwaMwari.