Zvibatsiro Zvekudzidza
Fungisisa


Fungisisa

Kufunga zvakadzama, kazhinji pamusoro pemagwaro matsvene kana zvinhu zvaMwari. Zvikabatanidzwa nemunamato, muchifunga zvinhu zvaMwari zvinogona kuunza zvakazarurwa nekunzwisisa.