Zvibatsiro Zvekudzidza
Kudavira


Kudavira

Ishe vakati vose vanhu vanozvidairira pazvinangwa zvavo, mafungiro, zvido, nezviito.

Zera rekugona kuzvifungira izera rinoonekwa kuti vana vadiki vave kukwanisa kuzvipindurira pane zvavanenge vaita nekukwanisa kuita chitadzo kana kutendeuka.