Zvibatsiro Zvekudzidza
Vanakomana neVanasikana vaMwari


Vanakomana neVanasikana vaMwari

Magwaro matsvene anoshandisa mazwi aya nenzira mbiri. Munemamwe mazwiro, tose tiri chaizvoizvo vana vemweya vaBaba vedu Vekudenga. Mune imwe pfungwa, vanakomana nevanasikana vaMwari ndeavo vakaberekwa zvakare kuburikidza nerudzikinuro rwaKristu.

Vana vemweya vaBaba

Vana vakaberekwa zvakare nemuRudzikinuro