Zvibatsiro Zvekudzidza
VaFiripi, Magwaro ku


VaFiripi, Magwaro ku

Tsamba iyo yakanyorwa naPauro kuVatendi muFiripo iye ari mutirongo kuRoma kwenguva yekutanga. Iye zvino yave bhuku revaFiripi muTestamente Itsva.

Chitsauko 1 chine kukwazisa nokuraira kwake pamusoro pekubatana, kupfava, nokushingirira. Chitsauko 2 chinosimbisisa kuti vose vachakotama kuna Kristu nokuti munhu ega-ega anofanirwa kushandira ruponeso rwake ega. Muchitsauko 3, Pauro akatsanangura kuti akapira zvinhu zvose pamusana paKristu. Muchitsauko 4, Pauro akatenda Vatendi vevaFiripi pamusoro peruyamuro rwavo.