Zvibatsiro Zvekudzidza
Baba Vekudenga


Baba Vekudenga

Baba vemweya yemarudzi ose evanhu (Mpi. 82:6; Mat. 5:48; Joh. 10:34; VaR. 8:16–17; VaG. 4:7; Ⅰ Joh. 3:2). Jesu ndiye Ega Mwanakomana wavo Akaberekwa munyama. Munhu akarairwa kuti ateerere nekupa kuremekedza kuna Baba nokunamata kwavari muzita raJesu.