Zvibatsiro Zvekudzidza
Rabhani, Muchengeti Wemahwendefa Esimbi


Rabhani, Muchengeti Wemahwendefa Esimbi

MuBhuku raMormoni, murume uyo aichengeta mahwendefa esimbi muJerusarema panguva dzemhuri yaRihai. Rabhani akabira uye akayedza kuuraya Nifai nevakoma vake (1 Ni. 3:1–27). Mweya wakatungamirira Nifai kuti auraye Rabhani kuti atore mahwendefa (1 Ni. 4:1–26).