Zvibatsiro Zvekudzidza
Kudaidzwa nekuSarudzwa


Kudaidzwa nekuSarudzwa

Vakarurama vateveri vaKristu vanogona kuverengerwa mukati mevakasarudzwa avo vanowana chokwadi chekukwiridzirwa. Kudaidzwa uku nokusarudzwa kunotanga nokutendeuka nerubhabhatidzo. Kunobva kwakwana kana vave “Kusaidzira mberi, vachidya mushoko raKristu, uye vachishingirira kusvika kumagumo” (2 Ni. 31:19–20). Magwaro matsvene anotsanangura izvi sekuita kuti kudaidzwa kwedu nekusarudzwa kuve kwechokwadi (Ⅱ Pet. 1:4–11; D&Z 131:5–6).