Zvibatsiro Zvekudzidza
Mweya Mutsvene weChivimbiso


Mweya Mutsvene weChivimbiso

Mweya Mutsvene ndiwo Mweya Mutsvene weChivimbiso (Mabasa 2:33). Anotsinhira sezvinobvumwa naMwari zviito zvakarurama, zvisungo, nezvitenderano zvevanhu. Mweya Mutsvene weChivimbiso anopupura kuna Baba kuti zvisungo zvinoponesa zvaitwa nemazvo nokuti zvitenderano zviri maererano nazvo zvachengetedzwa.