Zvibatsiro Zvekudzidza
Ananiasi weJerusarema


Ananiasi weJerusarema

MuTestamente Itsva, iye nemukadzi wake, Safira, vakanyepa nhema kuna Ishe nakuviga chikamu chemari yavakanga vapa kuna Ishe. Pavakabvunzwa naPetro, vose vakawira pasi uye vakafa (Mabasa 5:1–11).

Dhinda