Zvibatsiro Zvekudzidza
Munda wemizambiringa waIshe


Munda wemizambiringa waIshe

Rupawo rwemunda wekushanda kwemweya. Mumagwaro matsvene, munda wemizambiringa waIshe kazhinji rinotaura imba yaIsraeri kana umambo hwaMwari pano pasi. Dzimwe nguva zvinotaura vanhu vose vepasi pano kazhinji.