Zvibatsiro Zvekudzidza
Yenzaniso


Yenzaniso

Kuitika kusingazotadzika kwemakomborero epfungwa nezviito uye kurangwa pamusana pezvitadzo zvisina kutendeukwa. Yenzaniso murawu wokusingaperi uyo unoti kuve nekurangwa nguva yega yega inotyorwa murau waMwari (Aru. 42:13–24). Mutadzi akafanira kurangwa kana asina kutendeuka (Mosaya 2:38–39; D&Z 19:17). Kana akatendeuka, Muponesi anoripa murango kuburikidza norudzikinuro, rwunodaidza tsitsi (Aru. 34:16).