Zvibatsiro Zvekudzidza
Matanho eKubwinya


Matanho eKubwinya

Umambo hwakasiyana siyana kudenga. Mukutongwa kwekupedzisira, wose munhu achaiswa munzvimbo yekugara yekusingaperi iri ine umambo hunekubwinya kwako, kunze kweavo vari vanakomana Vekuraswa.