Zvibatsiro Zvekudzidza
Ane Shanje


Ane Shanje

Sekushandiswa mumagwaro matsvene, izwi rekuti shanje rinoreva nepaviri: (1) kutsva mwoyo nekunzwa kurwadziwa pamusana pemumwe munhu kana chinhu, (2) kuva neruchiva kumumwe munhu kana kufungira kuti mumwe achawana parinani.

Kunzwa kurwadziwa

Kuchochora kana kufungira