Zvibatsiro Zvekudzidza
Peregi


Peregi

MuTestamente yaKare, mwanakomana waEberi ari chizukuru chemwana waShemi. Munguva yake pasi rakaganhurwa (Gen. 10:22–25).