Zvibatsiro Zvekudzidza
Nyasha


Nyasha

Simba rinobva kuna Mwari rinobvumira varume nevakadzi kuwana maropafadzo muupenyu huno nokuwana upenyu hwokusingaperi nokukwidziridzwa mushure mekunge vaita rutendo, vatendeuka, uye vaedza zvose zvavanogona muku chengetedza mirairo. Rubatsiro rwakadai rwaMwari kana simba rinopihwa kuburikidza nenyasha nerudo rwaMwari. Wose munhu mupenyu anoda nyasha pamusana pekupunzika kwaAdama uye nokuti munhu anehutera.