Zvibatsiro Zvekudzidza
Upfumi


Upfumi

Upfumi kana uwandu. Ishe vanoraira Vatendi kuti vasatsvake upfumi hwenyika kunze kwekuita zvakanaka. Vatendi havana kufanira kuisa kutsvaka upfumi hwenyika pamberi pekutsvaka umambo hwaMwari, hune upfumi husingaperi (Jak. 2:18–19).

Upfumi hwokusingaperi