Zvibatsiro Zvekudzidza
Jetero


Jetero

MuTestamente yaKare mwanakomana wejinda nemupirisita weMidiani akapa Mosesi musha mushure mekunge Mosesi atiza kubva Egipita. Anodaidzwa kunzi Rueri (Eks. 2:18). Mosesi akazoroora mwanasikana waJetero Zipora (Eks. 3:1; 4:18; 18:1–12). Jetero akadzidzisa Mosesi kupa vamwe hutariri (Eks. 18:13–27). Mosesi akagashira Hupirisita hwaMerkizedeki kubva kuna Jetero (D&Z 84:6–7).