Zvibatsiro Zvekudzidza
Hushingi


Hushingi

Kutsungirira nekuramba munhu achiita, nekusatya, kana kuneta kunyanya mukushandira Ishe nekuteerera shoko ravo. Kusave unotya, kunyanya pakuita zvakarurama.