Zvibatsiro Zvekudzidza
Kuropafadza Vanorwara


Kuropafadza Vanorwara

Ropafadzo inopihwa kune vanorwara nevarume vaneHupirisita hwaMerkizedeki, vachishandisa mafuta akanamatirwa.