Zvibatsiro Zvekudzidza
Tomasi


Tomasi

MuTestamente Itsva, mumwe wevekutanga wevaVaapositori vaneGumi neVaviri vakasarudzwa neMuponesi nguva yake yeupenyu hwekufa nekuparidza kwake. MuchiGiriki zita racho ndiDidimo (Mat. 10:2–3; Joh. 14:5; 20:24–29; 21:2). Kana dai zvazvo Tomasi akakahadzika nekumuka kuvakafa kwaJesu kudakara atoona pachake Muponesi, unhu hwake hwakasimba hwakaita kuti ade kutarisana nekutambudzwa nerufu naIshe vake (Joh. 11:16; 20:19–25).