Zvibatsiro Zvekudzidza
Jakobo, Mwanakomana waArfeo


Jakobo, Mwanakomana waArfeo

Mumwe weVaapositori vaneGumi neVaviri vakasarudzwa naJesu panguva yemharidzo yake pano pasi (Mat. 10:3; Marko 3:18; Ruka 6:15; Mabasa 1:13).