Kaini Onawo Aberi; Adama; Huranganwa hwemuruvande; Kuponda Mwanakomana waAdama naEva akaponda munin’ina wake Aberi (Gen. 4:1–16). Mupiro wake wakarambwa naIshe, Gen. 4:3–7 (Mos. 5:5–8, 18–26). Akauraya munin’ina wake Aberi, Gen. 4:8–14 (Mos. 5:32–37). Ishe vakaisa chitukiso nerupawo paari, Gen. 4:15 (Mos. 5:37–41). Adama naEva vaiva nevanakomana nevanasikana asati azvarwa, Mos. 5:1–3, 16–17. Aida Satani kupfuura Mwari, Mos. 5:13, 18. Akapinda muchibvumirano chisiri chitsvene naSatani, Mos. 5:29–31.