Zvibatsiro Zvekudzidza
Misimboti yeChitendero


Misimboti yeChitendero

Zvinogedzo gumi nezvitatu zviri hwaro hwekutenda uko nhengo dzeChechi yaJesu Kristu yaVatendi vaMazuva eKupedzisira vanotevedzera.

Joseph Smith akatanga kuzvinyora mutsamba kuna John Wentworth, mupepeti wepepanhau rainzi Chicago Democrat, mukupindurwa chikumbiro chake chekuda kuziva kuti nhengo dzeChechi dzinodaira chii. Tsamba iyi yakozozivikanwa seTsamba yaWentworth uye ikatanga kashambadzwa mupepanhau rainzi Times and Seasons muna Karume mugore ra1842. Musi wa10 Gumiguru 1880, Misimboti yechitendero yakatambirwa segwaro dzvene nesarudzo yenhengo dzeChechi ikabva yaiswa muDombo Remutengo Mukuru.

Dhinda