Zvibatsiro Zvekudzidza
Kukwana


Kukwana

Chakakwana, chose, uye chaitwa zvizere; akarurama zvizere. Kukwana zvingangoreva chisina chitadzo kana chakaipa. Kristu chete ndiye akanga akakwana zvakazara. Vateveri vechokwadi vaKristu vanogona kuve vakakwana kuburikidza nenyasha rerudzikinuro rwake.