Zvibatsiro Zvekudzidza
Egipitasi


Egipitasi

Zita remudzimai nemwanasikana waHami, mwanakomana waNoa. MuchiKardea, zita rinoreva Egipita, kana icho chinorambidzwa (Abr. 1:23–25.)