Mabhuku evhangeri
Zvinyorwa kana uchapupu huri pamusoro peupenyu hwaJesu pasi pano nezvakaitika zviri maererano nemharidzo yake zviri mumabhuku mana ekutanga eTestamente Itsva. Zvakanyorwa naMateo, Marko, Ruka, naJohane, zvinyorwa zvinopupura nezveupenyu hwaKristu. Bhuku ra3 Nifai riri muBhuku raMormoni rakafanana mune nzira dzakawanda neMavhangeri mana aya eTestamente Itsva.
Mabhuku eTestamente Itsva kutanga akanyorwa nechi Giriki. Shoko rechiGiriki vhangeri rinoreva “nhau dzakanaka.” Nhau dzakanaka ndedzekuti Jesu Kristu akaita rudzikinuro rwuchanunura rudzi rwose rwemunhu kubva kurufu rwugopa mubairo kumunhu ega-ega maererano nemabasa ake (Joh. 3:16; VaR. 5:10–11; 2 Ni. 9:26; Aru. 34:9; D&Z 76:69).
Kuwirirana kweMavhangeri
Zvidzidziso zveMuponesi muna Mateo, Marko, Ruka, naJohane zvinogona kuenzaniswa pachazvo uye nezvakazarurwa zvemazuva ekupedzisira munzira iyi:
Kuwirirana kweMavhangeri
Chiitiko |
Mateo |
Marko |
Ruka |
Johane |
Zvakazarurwa zvamazuva ekupedzisira |
---|---|---|---|---|---|
Madziteteguru aJesu | |||||
Kuberekwa kwaJohane Mubapatidzi | |||||
Kuberekwa kwaJesu |
1 Ni. 11:18–20; 2 Ni. 17:14; Mosaya 3:5–8; Aru. 7:10; Hir. 14:5–12; 3 Ni. 1:4–22 | ||||
Huporofita zvaAna naSimeoni | |||||
Kushanya kuTemberi (Paseka) | |||||
Kutanga kwemharidzo yaJohane | |||||
Kubhabhatidzwa kwaJesu | |||||
Miyedzo yaJesu | |||||
Uchapupu hwaJohane Mubapatidzi | |||||
Mabiko emuchato kuKana (chishamiso chekutanga chaJesu) | |||||
Kucheneswa kweTemberi kwekutanga | |||||
Kusangana naNikodimo | |||||
Mudzimai wechiSamaria patsime | |||||
Jesu anorambwa paNazareta | |||||
Vabvuvi vehove vanodaidzwa kuva vabvuvi vevanhu | |||||
Kuzadzwa kwemambure ehove kunoshamisa | |||||
Kumutswa kwemwanasikana waJairosi | |||||
Kurapwa kwemukadzi waibuda ropa | |||||
Kudaidzwa kwevaneGumi neVaviri | |||||
Kumutswa kwemwanakomana weshirikadzi | |||||
Kuzodzwa kwetsoka dzaKristu | |||||
Kunyararidzwa kwedutu | |||||
Kudaidzwa kweve Makumi Manomwe | |||||
Kutandira Mweya yakaipa yaana regioni munguruve | |||||
Mharidzo yePagomo | |||||
Mifananidzo yaJesu ingano pfupi dzinoenzanisa chinhu chemazuva ose kana chiitiko kuchokwadi. Jesu aiwanzoishandisa kuti adzidzise chokwadi chemweya. | |||||
Mukushi: | |||||
Sawi: | |||||
Mbeu yemasitadi: | |||||
Mbiriso: | |||||
Pfuma iri mumunda: | |||||
Dombo remutengo mukuru: | |||||
Mambure emubvuvi wehove: | |||||
Mwene wemba: | |||||
Hwai dzakarasika: | |||||
Mari yarasika: | |||||
Mwana muparadzi: | |||||
Muranda asina tsitsi: | |||||
MuSamaria akanaka: | |||||
Mutariri akaipa: | |||||
Razaro nemurume akapfuma: | |||||
Mutongi akaipa: | |||||
Mufudzi Akanaka: | |||||
Vashandi vemumunda wemizambiringa: | |||||
Mapondo: | |||||
Vanakomana Vaviri: | |||||
Murimi ane hutsinye: | |||||
Muchato wemwanakomana wamambo: | |||||
Mhandara gumi: | |||||
Zvipo: | |||||
Hwai, mbudzi: | |||||
Kupa zvekudya kuzviuru zvishanu | |||||
Jesu anofamba pamusoro pemvura | |||||
Uchapupu hwaPetro pamusoro paKristu | |||||
Petro akavimbiswa makiyi emuumambo | |||||
Mharidzo yeChingwa cheUpenyu | |||||
Kurapwa kwemurume bofu musi weSabata | |||||
Kupinduka kwomuviri; makiyi ehupirisita asungirirwa | |||||
Kuropafadzwa kwevana | |||||
Munamato waIshe | |||||
Razaro anodzorerwa | |||||
Kupinda norukundo | |||||
Vachinji vemari vakatandirwa panze petemberi | |||||
Chipo cheshirikadzi | |||||
Hurukuro pamusoro peKuuya kweChipiri | |||||
Kurapwa kwevemaperembudzi gumi | |||||
Paseka yaJesu yekupedzisira; sakaramende inoitwa; zvidzidzo kune vaneGumi neVaviri; kugezwa kwetsoka dzevadzidzi | |||||
Kutambudzika kwaJesu muGetsemani | |||||
Jesu ndiye munzamviringa | |||||
Kutengesa kwaJudasi | |||||
Kutongwa pamberi paKayafasi | |||||
Kutongwa pamberi paPirato | |||||
Kutongwa pamberi paHerode | |||||
Jesu anorohwa nokutukwa | |||||
Kuroverwa | |||||
Kumuka kuvakafa | |||||
Kuzvionesa kwaJesu kuvadzidzi | |||||
Kuzvionesa kwaJesu kuna Tomasi | |||||
Kukwira kudenga |