Zvibatsiro Zvekudzidza
MaJentairi


MaJentairi

Sekushandiswa kwarinoitwa mumagwaro, maJentairi rine zvakawanda zvarinoreva. Dzimwe nguva rinoreva vanhu vasiri vedzinza reIsraeri dzimwe nguva vanhu vasiri vedzinza remaJuda, dzimwe nguva marudzi ari kunze kwevhangeri, kana dai mungangove neropa raIsraeri pakati pevanhu vacho. Kushandiswa kwekupedzisira uku ndiko katsika kekushandiswa kweizwi iri muBhuku raMormoni nemuDzidziso ne Zvibvumirano.