Zvibatsiro Zvekudzidza
Gadza


Gadza

Kumisa kana kupa simba kana nzvimbo. Kushandisa simba muChechi yaIshe, munhu akafanira kunge ari adaidzwa naMwari, nehuporofita, nokugadzwa maoko pamusoro neavo vane simba (Mis. yeCh. 1:5). Kana dai munhu achigona kugashira simba nokugadzwa, anorishandisa achirairwa neavo vane kiyi dzesimba iroro.