Zvibatsiro Zvekudzidza
Chisina Maturo


Chisina Maturo

Manyepo kana kunyengedza; kuzvikudza. Zvisina maturo nekushaya maturo zvinogona kureva musina chinhu kana chisina kukosha.